Ezekiel 23:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀanzi naShe Jehova: Tarira, ndicakuisa mumaʋoko aʋaunoʋeŋga, mumaʋoko aiʋo ʋakarambga nomŋeya wako;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Nokuti zvanzi naIshe Jehovha: Ndava kuzokuisa mumaoko avanhu vaunovenga, kuna avo vawakafuratira wasemburwa navo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti zvanzi naTenzi Mwari chinzwa, ndava kukuisa mumaoko mavavo vaunovenga mumaoko maavo vawakaramba wasviba mwoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti zvanzi naIshe Jehovha, ‘Tarira, ndichakuisa mumaoko avaunovenga, mumaoko aivo vakarambwa nomweya wako;
Shona 2009?
"Nokuti zvanzi naIshe Jehovha, ndichakuisa mumaoko avaunovenga, mumaoko aivo vakarambwa nomweya wako;
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti zvanzi naIshe Jehovha, ‘Tarira, ndichakuisa mumaoko avaunovenga, mumaoko aivo vakarambwa nomweya wako;