Ezekiel 23:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
iʋo ʋacakuitira ruʋeŋgo, ʋacakutorera ɀose ɀawakaɓatira, ʋakakurega usina‐cawakafuka wakashama; kunyadza kwokupata kwako kucafukurwa, ɀakaipa ɀako pamŋe cete nokupata kwako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ivo vachakuitira ruvengo vagokutorera zvinhu zvose zvawakashandira. Vachakusiya usina kupfeka wakashama, uye kunyadzisa kwoufeve hwako kuchaiswa pachena. Unzenza hwako nokupata kwako
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivo zvavachaita kwauri vachakuitira noruvengo, vachakutorera zvose zvawakawana nokushanda kwako vagokusiya wangodaro wakashama mutwi uye ufeve hwako huchasiyiwa hwava pachena. Pamusana pokushaya hunhu hwako noufeve hwako
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ivo vachakuitira ruvengo, vachakutorera zvose zvawakabatira, vakakurega usina chawakafuka wakashama; kunyadza kwokupata kwako kuchafukurwa, zvakaipa zvako pamwechete nokupata kwako.’
Shona 2009?
ivo vachakuitira ruvengo, vachakutorera zvose zvawakabatira, vakakurega usina chawakafuka wakashama; kunyadza kokupata kwako kuchafukurwa, zvakaipa zvako pamwechete nokupata kwako.'
Shona SUB 2002 Bible
ivo vachakuitira ruvengo, vachakutorera zvose zvawakabatira, vakakurega usina chawakafuka wakashama; kunyadza kwokupata kwako kuchafukurwa, zvakaipa zvako pamwechete nokupata kwako.’