Ezekiel 23:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucaitirwa ɀinhu iɀi nemhaka yokuti wakapata namarudzi aʋanhu, ʋuye nemhaka yokuti wakaȿiɓiswa neɀifananidzo ɀaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
zvakaisa izvi pamusoro pako, nokuti iwe wakachiva ndudzi ndokuzvisvibisa nezvifananidzo zvadzo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
unenge wawirwa nezvinhu izvozvi nokuti wakaita ufeve namarudzi avanhu ukazvin'oresa nezvifananidzo zvavo zvokunamata.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Uchaitirwa zvinhu izvi nemhaka yokuti wakapata namarudzi avanhu, uye nemhaka yokuti wakasvibiswa nezvifananidzo zvavo.
Shona 2009?
"Uchaitirwa zvinhu izvi nemhaka yokuti wakapata namarudzi avanhu, uye nemhaka yokuti wakasvibiswa nezvifananidzo zvavo.
Shona SUB 2002 Bible
“Uchaitirwa zvinhu izvi nemhaka yokuti wakapata namarudzi avanhu, uye nemhaka yokuti wakasvibiswa nezvifananidzo zvavo.