Ezekiel 23:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naShe Jehova: Ucanwira pamukombe womukuru wako, wakadzika mukuru; ucasekwa nokuɗaɗirwa, nokuti iwo uneɀizhinji ɀiri’mo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvanzi naIshe Jehovha: Uchanwa mukombe womukoma wako, mukombe mukuru wakadzika; uchakuvigira kusekwa nokumhurwa, nokuti une zvakawanda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi Mwari, “Unofanira kuti utonwa mukombe womukoma wako, zigombe guru chairo. Uchasekwa nokudadirwa nokuti rine zvakawanda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvanzi naIshe Jehovha, ‘Uchanwira pamukombe womukuru wako, wakadzika mukuru; uchasekwa nokudadirwa, nokuti iwe une zvizhinji zvirimo.
Shona 2009?
"Zvanzi naIshe Jehovha, `Uchamwira pamukombe womukuru wako, wakadzika mukuru; uchasekwa nokudadirwa, nokuti iwe une zvizhinji zvirimo.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvanzi naIshe Jehovha, ‘Uchanwira pamukombe womukuru wako, wakadzika mukuru; uchasekwa nokudadirwa, nokuti iwe une zvizhinji zvirimo.