Ezekiel 23:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucaunwa nokuupedza cose, ucatseŋga ɀaeŋga ɀawo, nokubvanzura mazamu ako; nokuti ndini ndakataura iɀoɀo — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uchanwa zvokupedza kuti tsvai; uchauputsa ukava zvaenga uye uchacheka mazamu ako. Ndini ndazvitaura, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uchaunwa zvokuukwengura ugotobanda zvimedu zvawo wobvanzura mazamu ako nokuti ndini ndazvireva.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uchaunwa nokuupedza chose, uchatsenga zvaenga zvawo, nokubvanzura mazamu ako; nokuti ndini ndakataura izvozvo,’ ” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona 2009?
Uchaumwa nokuupedza chose, uchatsenga zvaenga zvawo, nokubvanzura mazamu ako; nokuti ndini ndakataura izvozvo,' " ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Uchaunwa nokuupedza chose, uchatsenga zvaenga zvawo, nokubvanzura mazamu ako; nokuti ndini ndakataura izvozvo,’ ” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.