Ezekiel 23:36 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akati ʋo kwandiri: Mŋanakomana womunhu, citoŋga Ohora naOhoriba, uʋaziʋise ɀinonyaŋgadza ɀaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu unganditongerewo Ohora naOhoribha here? Ipapo uvazivise zvinonyangadza zvavanoita,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Tenzi akanditi iwe mwanakomana womunhu chitonga Ohora naOhoribha. Vazivise zviito zvavo zvinosemesa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akatiwo kwandiri, “Mwanakomana womunhu, chitonga Ohora naOhoribha, uvazivise zvinonyangadza zvavo.
Shona 2009?
Jehovha akatiwo kwandiri, "Mwanakomana womunhu, chitonga Ohora naOhoribha, uvazivise zvinonyangadza zvavo.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akatiwo kwandiri, “Mwanakomana womunhu, chitonga Ohora naOhoribha, uvazivise zvinonyangadza zvavo.