Ezekiel 23:37 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti wakafeʋa, ropa riri pamaʋoko aʋo; wakafeʋa neɀifananidzo ɀaʋo; ʋakapinza ʋo ʋanakomana ʋaʋo ʋaʋakandiɓerekera mumŋoto, kuti ɀidyiwe naɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti vakaita ufeve uye ropa riri mumaoko avo. Vakaita ufeve nezvifananidzo zvavo; vakasvika pakubayira vana vavo, vavakandiberekera ini, kuti zvive zvokudya zvavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti vakaita ufeve uye vane ropa mumaoko. Vakaita ufeve nezvifananidzo zvavo zvokunamata vachitopira kwazviri sechokudya vana vaya vavakandiberekera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti wakapfeva, ropa riri pamaoko avo; wakapfeva nezvifananidzo zvavo; vakapinzawo vanakomana vavo vavakandiberekera mumoto, kuti zvidyiwe nazvo.
Shona 2009?
"Nokuti wakafeva, ropa riri pamaoko avo; wakafeva nezvifananidzo zvavo; vakapinzawo vanakomana vavo vavakandiberekera mumoto, kuti zvidyiwe nazvo.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti wakafeva, ropa riri pamaoko avo; wakafeva nezvifananidzo zvavo; vakapinzawo vanakomana vavo vavakandiberekera mumoto, kuti zvidyiwe nazvo.