Ezekiel 23:40 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makatuma ʋo nhume kundoɗana ʋarume ʋanobva kure — nhume yakatumŋa’ko kwaʋari — iʋo ʋakaʋuya, iwe ukaɀishamba nokuɗa kwaʋo, ukazodza meso ako nomuti, nokuɀishoŋgedza neɀishoŋgo,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Vakatuma kunyange nenhume kundodana varume uye pavakasvika iwe wakazvishambidza nokuda kwavo, ukazodza meso ako ndokuzvishongedza noukomba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Vakatotumira shoko rokukoka varume vanobva kure vakatumirwa nhume ndokubvawo vauya. Wakazvishambidza ukapenda maziso ako ukazvishongedza nezvishongo uchiitira ivo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Makatumawo nhume kundodana varume vanobva kure nhume yakatumwako kwavari ivo vakauya, iwe ukazvishamba nokuda kwavo, ukazodza meso ako nomuti, nokuzvishongedza nezvishongo,
Shona 2009?
"Makatumawo nhume kundodana varume vanobva kure nhume yakatumwako kwavari ivo vakauya, iwe ukazvishamba nokuda kwavo, ukazodza meso ako nomuti, nokuzvishongedza nezvishongo,
Shona SUB 2002 Bible
“Makatumawo nhume kundodana varume vanobva kure nhume yakatumwako kwavari ivo vakauya, iwe ukazvishamba nokuda kwavo, ukazodza meso ako nomuti, nokuzvishongedza nezvishongo,