Ezekiel 23:42 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Inzwi raʋazhinji ʋakaŋga ʋacifara rakaŋga rinaye; ɀino pamŋe cete naʋarume ʋakabva kuʋazhinji, ʋakaʋuya naʋakariri ʋeɗoro, ʋaibva kurenje, ʋakaisa ɀishoŋgo pamaʋoko aʋo, nekorona dzakanaka pamisoro yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mheremhere yavanhu vakanga vasina hanya yakanga yakamukomberedza: VaSabhea vakaunzwa kubva kugwenga pamwe chete navarume vaibva pamhomho yavanhu vezhowezhowe, uye vakashongedza mabhenguro mumaoko omukadzi nomunun'una wake nekorona dzakaisvonaka pamisoro yavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo paiva nemheremhere yemhomho yavanhu vaiva naye uye nezvidhakwa zvamadzenga zvawo avarume vokurenje. Vakaisa tsambo mumaoko avakadzi nendaza dzakanakisa pamisoro yavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Izwi ravazhinji vakanga vachifara rakanga rinaye; zvino pamwechete navarume vakabva kuvazhinji, vakauya navakariri vedoro, vaibva kurenje, vakaisa zvishongo pamaoko avo, nekorona dzakanaka pamisoro yavo.”
Shona 2009?
Inzwi ravazhinji vakanga vachifara rakanga rinaye; zvino pamwechete navarume vakabva kuvazhinji, vakauya navakariri vedoro, vaibva kurenje, vakaisa zvishongo pamaoko avo, nekorona dzakanaka pamisoro yavo."
Shona SUB 2002 Bible
Izwi ravazhinji vakanga vachifara rakanga rinaye; zvino pamwechete navarume vakabva kuvazhinji, vakauya navakariri vedoro, vaibva kurenje, vakaisa zvishongo pamaoko avo, nekorona dzakanaka pamisoro yavo.”