Ezekiel 23:49 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacakutsiʋirai ɀakashata ɀenyu, imi mucaʋa neɀiʋi ɀeɀifananidzo ɀenyu; ɀino mucaziʋa kuti ndini Ishe Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ucharangwa nokuda kwounzenza hwako uye uchatakura mubayiro wezvivi zvokufeva kwako. Ipapo uchaziva kuti ndini Ishe Jehovha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kushaya kwenyu hunhu kuchakupfukirai mugopiwa shamhu yechirango chechitadzo chenyu chokunamata zvifananidzo. Ipapo ndipo pamuchazoziva kuti ini ndini Tenzi Mwari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vachakutsivirai zvakashata zvenyu, imi muchava nezvivi zvezvifananidzo zvenyu, zvino muchaziva kuti ndini Ishe Jehovha.”
Shona 2009?
Vachakutsivirai zvakashata zvenyu, imwi muchava nezvivi zvezvifananidzo zvenyu, zvino muchaziva kuti ndini Ishe Jehovha."
Shona SUB 2002 Bible
Vachakutsivirai zvakashata zvenyu, imi muchava nezvivi zvezvifananidzo zvenyu, zvino muchaziva kuti ndini Ishe Jehovha.”