Ezekiel 23:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ohora wakapata, ari waŋgu, akaɗana naʋaɗikani ʋake, iʋo ʋaAsiria ʋaigara pedyo naye,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ohora akaita ufeve iye achiri wangu; akachiva zvikomba zvake, ivo vaAsiria, varwi
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ohora akaita upfambi iye ari wangu. Mwoyo wake waidokwairira zvikomba zvake vaAsiria ivo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ohora wakapata, ari wangu, akadana navadikanwi vake, ivo vaAsiria vaigara pedyo naye,
Shona 2009?
Ohora wakapata, ari wangu, akadana navadikamwi vake, ivo vaAsiria vaigara pedo naye,
Shona SUB 2002 Bible
Ohora wakapata, ari wangu, akadana navadikanwi vake, ivo vaAsiria vaigara pedyo naye,