Ezekiel 23:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋaifuka miceka mitema, ʋaiʋa ʋaɓati namadzishe, ose ari majaya anoɗikanwa, ʋataȿi ʋaifamba namabiza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vakanga vakapfeka nguo dzebhuruu, vabati navatungamiri vehondo, vakanga vari majaya akanaka chose, uye vari vatasvi vamabhiza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
varwi vakapfeka hanzu dzoruvara rwohute, masadunhu navatungamiriri vakuru vehondo vose, zvavo vari majaya anoyemurika, varwi vamabhiza vanotasva mabhiza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vaifuka micheka mitema, vaiva vabati namadzishe, ose ari majaya anodikanwa, vatasvi vaifamba namabhiza.
Shona 2009?
vaifuka micheka mitema, vaiva vabati namadzishe, ose ari majaya anodikamwa, vatasvi vaifamba namabhiza.
Shona SUB 2002 Bible
vaifuka micheka mitema, vaiva vabati namadzishe, ose ari majaya anodikanwa, vatasvi vaifamba namabhiza.