Ezekiel 23:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akapata naʋo, iʋo ʋarume ʋakatsaurwa ʋose pakati peAsiria; ɀino waiɀiȿiɓisa neɀifananidzo ɀaʋose ʋaiɗikanwa naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akaita ufeve navapamusoro-soro vose veAsiria uye akazvisvibisa nezvifananidzo zvose zvavose vaaichiva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaita ufeve hwake navo ivo varume vakanakisisa veAsiria vose zvavo vachizvin'oresa nezvifananidzo zvokunamata zvomumwe nomumwe wose waaidokwairira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akapata navo, ivo varume vakatsaurwa vose pakati peAsiria, zvino waizvisvibisa nezvifananidzo zvavose vaidikanwa naye.
Shona 2009?
Iye akapata navo, ivo varume vakatsaurwa vose pakati peAsiria, zvino waizvisvibisa nezvifananidzo zvavose vaidikamwa naye.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akapata navo, ivo varume vakatsaurwa vose pakati peAsiria, zvino waizvisvibisa nezvifananidzo zvavose vaidikanwa naye.