Ezekiel 24:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tutirai huni, pfutidzai mŋoto, ɓikai nyama ɀakanaka, kodzai muto, mafupa atȿe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka tutira huni ugobatidza moto. Ubike nyama zvakanaka, uchisanganisa nezvinonhuwira; uye urege mapfupa atsve.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Unganidzai matanda mubatidze moto mubike zvakanaka nyama mukune muto wayo murege mapfupa atsve.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Tutirai huni, pfutidzai moto, bikai nyama zvakanaka, kodzai muto, mapfupa atsve.
Shona 2009?
"Tutirai huni, pfutidzai moto, bikai nyama zvakanaka, kodzai muto, mapfupa atsve.
Shona SUB 2002 Bible
“Tutirai huni, pfutidzai moto, bikai nyama zvakanaka, kodzai muto, mapfupa atsve.