Ezekiel 24:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Gomera, asi ŋgaɀirege kunzwika, usacema wakafa; suŋgira ɀishoŋgo mumusoro wako, upfeke shaŋgu dzako patsoka dzako; usafumbira muromo wako, kana kudya ɀokudya ɀaʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Gomera chinyararire; usachema akafa. Gara wakasunga ngowani yako zvakasimba uye neshangu dziri mumakumbo ako; urege kufumbira zasi kwouso hwako kana kudya zvokudya zvavanochema.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tura befu zvisinganzwiki usacheme vakafa. Monerera nguwani yako upfeke shangu dzako mumakumbo. Usafukidze miromo kana kudya chokudya chaparufu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Gomera, asi ngazvirege kunzwika, usachema wakafa; sungira zvishongo mumusoro wako, upfeke shangu dzako patsoka dzako; usapfumbira muromo wako, kana kudya zvokudya zvavanhu.”
Shona 2009?
"Gomera, asi ngazvirege kunzwika, usachema wakafa; sungira zvishongo mumusoro wako, upfeke shangu dzako patsoka dzako; usapfumbira muromo wako, kana kudya zvokudya zvavanhu."
Shona SUB 2002 Bible
“Gomera, asi ngazvirege kunzwika, usachema wakafa; sungira zvishongo mumusoro wako, upfeke shangu dzako patsoka dzako; usapfumbira muromo wako, kana kudya zvokudya zvavanhu.”