Ezekiel 24:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋanhu ʋakati kwandiri: Ko hauŋgatiʋudzi ʋo kuti ɀinhu iɀi ɀinoti kuɗini kwatiri, ɀaunoita ɀakaɗaro here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vanhu vakandibvunza vachiti, “Haungatiudzi kuti zvinhu izvi zvinorevei kwatiri here?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo vanhu vakati kwandiri, “Hamutiudzewo here kuti zvamuri kuita izvi zvinorevei kwatiri?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vanhu vakati kwandiri, “Ko haungatiudziwo kuti zvinhu izvi zvinoti kudini kwatiri, zvaunoita zvakadaro here?”
Shona 2009?
Zvino vanhu vakati kwandiri, "Ko haungatiudziwo kuti zvinhu izvi zvinoti kudini kwatiri, zvaunoita zvakadaro here?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vanhu vakati kwandiri, “Ko haungatiudziwo kuti zvinhu izvi zvinoti kudini kwatiri, zvaunoita zvakadaro here?”