Ezekiel 24:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndikati kwaʋari: Shoko raJehova rakaȿika kwandiri, riciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka ndakati kwavari, “Shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini ndakati kwavari,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndikati kwavari, “Shoko raJehovha rakasvika kwandiri, richiti,
Shona 2009?
Zvino ndikati kwavari, "Shoko raJehovha rakasvika kwandiri, richiti,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndikati kwavari, “Shoko raJehovha rakasvika kwandiri, richiti,