Ezekiel 24:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mucaita seɀandakaita ini, hamuŋgafumbiri miromo yenyu, kana kudya ɀokudya ɀaʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye imi muchaita sezvandakaita. Hamungazofumbiri zasi kwezviso zvenyu kana kudya zvokudya zvavanochema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muchaitawo sezvandaita. Hamuchazofukidza miromo yenyu kana kudya chokudya chaparufu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ipapo muchaita sezvandakaita ini, hamungapfumbiri miromo yenyu, kana kudya zvokudya zvavanhu.
Shona 2009?
"Ipapo muchaita sezvandakaita ini, hamungapfumbiri miromo yenyu, kana kudya zvokudya zvavanhu.
Shona SUB 2002 Bible
“Ipapo muchaita sezvandakaita ini, hamungapfumbiri miromo yenyu, kana kudya zvokudya zvavanhu.