Ezekiel 24:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀishoŋgo ɀenyu ɀicaʋa pamisoro yenyu, neshaŋgu dzenyu patsoka dzenyu; hamuŋgacemi kana kuwuŋgudza, asi mucapera muɀakaipa ɀenyu, mucigomerana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mucharega ngowani dzenyu dziri mumisoro yenyu neshangu dziri mumakumbo enyu. Hamungaungudzi kana kuchema asi muchaonda nokuda kwezvivi zvenyu uye muchagomera pakati penyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muchange makapfeka nguwani dzenyu mumusoro, shangu dziri mumakumbo. Hamufaniri kuchema vakafa kana kuhwihwidza. Asi muchangoperezeka muuipi hwenyu muchigomera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvishongo zvenyu zvichava pamisoro yenyu, neshangu dzenyu patsoka dzenyu; hamungachemi kana kuungudza, asi muchapera muzvakaipa zvenyu, muchigomerana.
Shona 2009?
Zvishongo zvenyu zvichava pamisoro yenyu, neshangu dzenyu patsoka dzenyu; hamungachemi kana kuungudza, asi muchapera muzvakaipa zvenyu, muchigomerana.
Shona SUB 2002 Bible
Zvishongo zvenyu zvichava pamisoro yenyu, neshangu dzenyu patsoka dzenyu; hamungachemi kana kuungudza, asi muchapera muzvakaipa zvenyu, muchigomerana.