Ezekiel 24:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nomusi uyo muromo wako ucashamisirwa wakapukunyuka, ucataura, hauŋgazoʋi mbeʋeʋe; saiɀoɀo ucaʋa ciratidzo kwaʋari; ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva iyoyo muromo wako uchazaruka; uchataura naye uye hauchazonyararizve. Saka iwe uchava chiratidzo kwavari, uye vachaziva kuti ndini Jehovha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musi iwoyo muromo wako uchazaruka kumunhu iyeyo anenge apunyuka, ugotaura, zvokuva chimumumu zvichibva zvapera. Saizvozvo uchave chiratidzo kwavari vagoziva kuti ndini Tenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nomusi uyo muromo wako uchashamisirwa wakapukunyuka, uchataura, haungazovi mbeveve; saizvozvo uchava chiratidzo kwavari; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.”
Shona 2009?
Nomusi uyo muromo wako uchashamisirwa wakapukunyuka, uchataura, haungazovi mbeveve; saizvozvo uchava chiratidzo kwavari; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha."
Shona SUB 2002 Bible
Nomusi uyo muromo wako uchashamisirwa wakapukunyuka, uchataura, haungazovi mbeveve; saizvozvo uchava chiratidzo kwavari; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.”