Ezekiel 24:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ureʋe mufananidzo kuimba ino ndi mukira, uti kwaʋari: Ɀanzi naShe Jehova: Gadza gate, rigadze, uɗire ʋo mvura mariri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Taurira imba yokumukira iyi mufananidzo, uti kwavari, ‘Zvanzi naIshe Jehovha, “ ‘Gadza hadyana; igadze ugodira mvura mairi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino wochitaura nomuenzaniso kumba yavapanduki uvati zvanzi naTenzi Mwari, “Gadzai poto, gadzai poto pamoto mudirewo mvura mairi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ureve mufananidzo kuimba inondimukira, uti kwavari zvanzi naIshe Jehovha, ‘Gudza gate, rigadze, udirewo mvura mariri;
Shona 2009?
"Ureve mufananidzo kuimba inondimukira, uti kwavari zvanzi naIshe Jehovha, `Gadza gate, rigadze, udirewo mvura mariri;
Shona SUB 2002 Bible
“Ureve mufananidzo kuimba inondimukira, uti kwavari zvanzi naIshe Jehovha, ‘Gudza gate, rigadze, udirewo mvura mariri;