Ezekiel 25:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndicaɀipa ʋana ʋokumabvazuʋa, pamŋe cete naʋana ʋaAmoni, iʋe yaʋo, kuti ʋana ʋaAmoni ʋarege kuzoraŋgarirwa pakati pamarudzi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichapa Moabhu pamwe chete navaAmoni kuvanhu vokuMabvazuva kuti vave vavo, kuti vaAmoni varege kuzorangarirwa pakati pendudzi;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaiisa pamwechete nevaAmoni mumaoko mavanhu vokumabvazuva kuti ive yavo kuitira kuti irege kuzomboyeukwazve mukati memarudzi avanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndichazvipa vana vokumabvazuva, pamwechete navana vaAmoni, ive yavo, kuti vana vaAmoni varege kuzorangarirwa pakati pamarudzi;
Shona 2009?
ndichazvipa vana vokumabvazuva, pamwechete navana vaAmoni, ive yavo, kuti vana vaAmoni varege kuzorangarirwa pakati pamarudzi;
Shona SUB 2002 Bible
ndichazvipa vana vokumabvazuva, pamwechete navana vaAmoni, ive yavo, kuti vana vaAmoni varege kuzorangarirwa pakati pamarudzi;