Ezekiel 25:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndicatoŋga Moabi; ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye ndicharanga Moabhu. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaita zvandatongera Moabhu ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndichatonga Moabhu; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.”
Shona 2009?
ndichatonga Moabhu; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha."
Shona SUB 2002 Bible
ndichatonga Moabhu; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.”