Ezekiel 25:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naShe Jehova: Edomi ɀaʋakatsiʋa imba yaJuda, ʋakapara mhaka kwaɀo, ʋakaɀitsiʋira kwaʋari;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvanzi naIshe Jehovha, ‘Nokuda kwokuti Edhomu akatsiva pamusoro peimba yaJudha vakava nemhosva huru pakuita izvozvo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi Mwari, “Pamusana pokuti Edhomu yakatsividza imba yokwaJudha yakaita utsinye chaihwo payakanga ichivatsividza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naIshe Jehovha, “Edhomu zvavakatsiva imba yaJudha, vakapara mhaka kwazvo, vakazvitsivira kwavari;
Shona 2009?
Zvanzi naIshe Jehovha, "Edhomu zvavakatsiva imba yaJudha, vakapara mhaka kwazvo, vakazvitsivira kwavari;
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naIshe Jehovha, “Edhomu zvavakatsiva imba yaJudha, vakapara mhaka kwazvo, vakazvitsivira kwavari;