Ezekiel 25:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaɀitsiʋira kwaʋari nokutsiʋa kukuru nokutuka kwehasha; ʋacaziʋa kuti ndini Jehova, kana ndiciʋuyisa kutsiʋa kwaŋgu pamsoro paʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichatsiva nokutsiva kukuru pamusoro pavo uye ndichavaranga muhasha dzangu. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha, pandichatsiva pamusoro pavo.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichavatsividza zvakakura kwazvo nokuranga chaiko kune hasha. Ipapo ndipo pavachazoziva kuti ndini Tenzi kana ndavatsividza kudaro.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichazvitsivira kwavari nokutsiva kukuru nokutuka kwehasha; vachaziva kuti ndini Jehovha, kana ndichiuyisa kutsiva kwangu pamusoro pavo.’ ”
Shona 2009?
Ndichazvitsivira kwavari nokutsiva kukuru nokutuka kwehasha; vachaziva kuti ndini Jehovha, kana ndichiuyisa kutsiva kwangu pamusoro pavo.' "
Shona SUB 2002 Bible
Ndichazvitsivira kwavari nokutsiva kukuru nokutuka kwehasha; vachaziva kuti ndini Jehovha, kana ndichiuyisa kutsiva kwangu pamusoro pavo.’ ”