Ezekiel 25:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naShe Jehova: Moabi naSeiri ɀaʋanoti: Tarirai, imba yaJuda yakafanana namarudzi ose;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvanzi naIshe Jehovha, ‘Nokuda kwokuti Moabhu neSeiri vakati, “Tarirai, imba yaJudha yafanana nedzimwe ndudzi,”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi Mwari, “Pamusana pokuti Moabhu yakati, ‘Inga vanhu vokwaJudha vakangofanana ava navamamwe marudzi ose wani.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naIshe Jehovha, “Moabhu naSeiri zvavanoti, ‘Tarirai, imba yaJudha yakafanana namarudzi ose;’
Shona 2009?
Zvanzi naIshe Jehovha, "Moabhu naSeiri zvavanoti, `Tarirai, imba yaJudha yakafanana namarudzi ose,'
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naIshe Jehovha, “Moabhu naSeiri zvavanoti, ‘Tarirai, imba yaJudha yakafanana namarudzi ose;’