Ezekiel 26:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicagumisa manzwi enziyo dzako, kurira kwembira dzako hakuŋgazonzwiki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichagumisa mheremhere yenziyo dzako, nokurira kwembira dzako hakuchazonzwikwizve.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichagumisa mimhanzi wenziyo dzako kurira kwezvipendani zvako hakuchazombonzwikazve.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndichagumisa mazwi enziyo dzako, kurira kwembira dzako hakungazonzwiki.
Shona 2009?
"Ndichagumisa manzwi enziyo dzako, kurira kwembira dzako hakungazonzwiki.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndichagumisa mazwi enziyo dzako, kurira kwembira dzako hakungazonzwiki.