Ezekiel 26:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicakuita ruware rusinecinhu, ucaʋa nɀimbo panonikwa mimbure; haucazoʋakwi ɀe, nokuti ini Jehova ndakaɀitaura — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichakuita dombo risina chinhu, uye uchava nzvimbo yokuyanika mimbure yehove. Hauchazovakwizve, nokuti ini Jehovha ndakazvitaura, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichakuita kuti uve ruware rusina chinhu. Uchava nzvimbo zvayo yokuyanikira mimbure hauchazombofa wakavakwazve nokuti ndini Tenzi ndataura.” Ndizvo zviri kureva Tenzi Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichakuita ruware rusine chinhu, uchava nzvimbo panonikwa mimbure; hauchazovakwizve, nokuti ini Jehovha ndakazvitaura,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona 2009?
Ndichakuita ruware rusine chinhu, uchava nzvimbo panonikwa mimbure; hauchazovakwizve, nokuti ini Jehovha ndakazvitaura," ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichakuita ruware rusine chinhu, uchava nzvimbo panonikwa mimbure; hauchazovakwizve, nokuti ini Jehovha ndakazvitaura,” ndizvo zvinotaura Jehovha.