Ezekiel 26:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ɀiwi ɀicaɗeŋgenyeka nezuʋa rokuwa kwako; ɀirokwaɀo, ɀiwi ɀiri muguŋgwa ɀicavunduka nokubviswa kwako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino zviwi zvinodengenyeka pazuva rokuwa kwako; zviwi zviri mugungwa zvavhundutswa nokuwa kwako.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino zvitsuwa zvodedera pazuva rokuputsika kwako. Heeka, zvitsuwa zviri kugungwa zvakangaidzika nomupfuuriro wako.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino zvivi zvichadengenyeka nezuva rokuwa kwako; zvirokwazvo, zvivi zviri mugungwa zvichavhunduka nokubviswa kwako.
Shona 2009?
"Zvino zviwi zvichadengenyeka nezuva rokuwa kwako; zvirokwazvo, zviwi zviri mugungwa zvichavhunduka nokubviswa kwako.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino zvivi zvichadengenyeka nezuva rokuwa kwako; zvirokwazvo, zvivi zviri mugungwa zvichavhunduka nokubviswa kwako.