Ezekiel 26:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
neŋguʋa iyo ndicakuɓurusa pamŋe cete naʋanoɓurukira mugomba, kuʋanhu ʋekare; ndicakugarisai panɀimbo dziri pasi dzenyika, pakaŋga panamatoŋgo kare nakare, pamŋe cete naʋanoɓurukira mugomba, kuti urege kugarwa naʋanhu; asi ndicaisa mufaro munyika yaʋapenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ipapo ndichakuburutsa pamwe chete navaya vanoburukira kugomba, kuvanhu vakarekare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo ndichakukanda pasi pamwechete navanoenda mugomba; kuvanhu vakare. Ndichati ugare munzvimbo yapasi pasi penyika, munzvimbo yamatongo akare-kare pamwechete navanodzika mugomba zvokuti hapana achaita musha mauri kana kuwanawo nenzvimbo mukati menyika yavapenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nenguva iyo ndichakuburusa pamwechete navanoburukira mugomba, kuvanhu vekare; ndichakugarisai panzvimbo dziri pasi dzenyika, pakanga panamatongo kare nakare, pamwechete navanoburukira mugomba, kuti urege kugarwa navanhu; asi ndichaisa mufaro munyika yavapenyu.’
Shona 2009?
nenguva iyo ndichakuburusa pamwechete navanoburukira mugomba, kuvanhu vekare; ndichakugarisai panzvimbo dziri pasi dzenyika, pakanga panamatongo kare nakare, pamwechete navanoburukira mugomba, kuti urege kugarwa navanhu; asi ndichaisa mufaro munyika yavapenyu.'
Shona SUB 2002 Bible