Ezekiel 26:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ricaʋa nɀimbo panonikwa mimbure pakati peguŋgwa, nokuti ndakaɀitaura ini — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova; ricaʋa kumarudzi secinhu cakapambga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Richava nzvimbo yokuruka mimbure yehove kugungwa ikoko, nokuti ndakazvitaura, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Richava chinhu chinopambwa chendudzi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tire richava mukati chaimo megungwa richiva nzvimbo zvayo yokuyanikira usvasvi. Ndinodaro nokuti ndini ndataura ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Uye richava sechinhu chokupamba kumarudzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Richava nzvimbo panonikwa mimbure pakati pegungwa, nokuti ndakazvitaura ini,’ ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha; richava kumarudzi sechinhu chakapambwa.
Shona 2009?
Richava nzvimbo panonikwa mimbure pakati pegungwa, nokuti ndakazvitaura ini,' ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha; richava kumarudzi sechinhu chakapambwa.
Shona SUB 2002 Bible
Richava nzvimbo panonikwa mimbure pakati pegungwa, nokuti ndakazvitaura ini,’ ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha; richava kumarudzi sechinhu chakapambwa.