Ezekiel 26:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakunda ʋaro ʋari kuruwa ʋacaʋurawa nomunondo; ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye ugaro hwaro hwokumaruwa huchaparadzwa nomunondo. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Vanasikana varo vari panyika huru vacharakatika kuurayiwa nebakatwa ndipo pavachazoziva kuti ndini Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakunda varo vari kuruwa vachaurawa nomunondo; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.”
Shona 2009?
Vakunda varo vari kuruwa vachaurawa nomunondo; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha."
Shona SUB 2002 Bible
Vakunda varo vari kuruwa vachaurayiwa nomunondo; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.”