Ezekiel 26:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye ucaʋuraya nomunondo ʋakunda ʋako ʋari kuruwa, ucakuʋakira nhare dzokurwa newe, nokukututira murwi wokurwa newe, nokukusimudzira nhoʋo yokurwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye achaparadza ugaro hwamaruwa ako nomunondo, achakuvakira nhare dzokurwa newe, uye achavaka mirwi yokurwa pamasvingo ako agosimudza nhoo dzokukurwisa nadzo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Iye achauraya nebakatwa vanasikana vako vari munyika yomukati. Achakuisira rusvingo rwokukurwisa narwo agokuvakirira nevhu chinenge musana wenzou kurusvingo agokusumudzira denga zvaro renhoo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye achauraya nomunondo vakunda vako vari kuruwa, achakuvakira nhare dzokurwa newe, nokukututira murwi wokurwa.
Shona 2009?
Iye achauraya nomunondo vakunda vako vari kuruwa, achakuvakira nhare dzokurwa newe, nokukututira murwi wokurwa.
Shona SUB 2002 Bible
Iye achauraya nomunondo vakunda vako vari kuruwa, achakuvakira nhare dzokurwa newe, nokukututira murwi wokurwa.