Ezekiel 27:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika dze Vedani neJavani dzakateŋga nhumbi dzako necinda; ɗare rinobginya, nekasia, nekaramo ndiɀo ɀakaŋga ɀiri pakati penhumbi dzako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘VaDhani navaGiriki vaibva kuUzari vakatenga zvawaishambadzira; vakatsinhanisa simbi yakabikwa, nekasia, nekaramo zvigadzirwa zvako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhani neJavhani kubva kuUzari zvichienda mberi vaikuwanisa simbi netunonhuwira twekasia nekaramusi iwe uchivapa zvinhu zvako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyika dzeVedhani neJavhani dzakatenga nhumbi dzako nechinda; dare rinobwinya, nekasia, nekaramo ndizvo zvakanga zviri pakati penhumbi dzako.
Shona 2009?
Nyika dzeVedhani neJavhani dzakatenga nhumbi dzako nechinda; dare rinobwinya, nekasia, nekaramo ndizvo zvakanga zviri pakati penhumbi dzako.
Shona SUB 2002 Bible
Nyika dzeVedhani neJavhani dzakatenga nhumbi dzako nechinda; dare rinobwinya, nekasia, nekaramo ndizvo zvakanga zviri pakati penhumbi dzako.