Ezekiel 27:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀikepe ɀeTarshishi ndiɀo ɀaitakura nhumbi dzako, iwe ukazadzwa, ukaitirwa mbiri mumŋoyo yamakuŋgwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Zvikepe zveTashishi zvakashanda pakutakura zvigadzirwa zvako. Iwe wakazadzwa nezvitakurwa zvinorema, ipo pamwoyo wegungwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngarava dzokuTashishi dzaikutakurira zvinhu zvako zvokutengesa. “Saka wakanga wakati shutu kuzara wakaremerwa kwazvo kutakura mukatikati mawo makungwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvikepe zveTarishishi ndizvo zvaitakura nhumbi dzako, iwe ukazadzwa, ukaitirwa mbiri mumwoyo yamakungwa.
Shona 2009?
Zvikepe zveTarishishi ndizvo zvaitakura nhumbi dzako, iwe ukazadzwa, ukaitirwa mbiri mumoyo yamakungwa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvikepe zveTashishi ndizvo zvaitakura nhumbi dzako, iwe ukazadzwa, ukaitirwa mbiri mumwoyo yamakungwa.