Ezekiel 27:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakwaȿi ʋako ʋakakuisa kumvura zhinji; mhepo yokumabvazuʋa yakakuputsa mumŋoyo wamakuŋgwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakwasvi vako vanokutora voenda newe kumakungwa makuru. Asi mhepo yokumabvazuva ichakuputsa-putsa mumwoyo megungwa chaimo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakwasvi vako vakaenda newe kumakungwa ana mafungu Mhepo yokumabvazuva yakakuparadza mukatikati memakungwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakwasvi vako vakakuisa kumvura zhinji; mhepo yokumabvazuva yakakuputsa mumwoyo wamakungwa.
Shona 2009?
Vakwasvi vako vakakuisa kumvura zhinji; mhepo yokumabvazuva yakakuputsa mumoyo wamakungwa.
Shona SUB 2002 Bible
Vakwasvi vako vakakuisa kumvura zhinji; mhepo yokumabvazuva yakakuputsa mumwoyo wamakungwa.