Ezekiel 27:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋacaɗana namanzwi aʋo pamsoro pako, ʋacacema kwaɀo, ʋacikushira guruʋa pamisoro yaʋo; ʋacaʋumburukira mumaɗota;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachadanidzira namanzwi avo vagochema zvikuru pamusoro pako; vachakushira guruva pamisoro yavo vagoumburuka mumadota.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vacharidza mhere vachikuchema zvinosiririsa vachizvidira ivhu mumusoro vachiumburuka mudota.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vachadana namanzwi avo pamusoro pako, vachachema kwazvo; vachikushira guruva pamisoro yavo; vachaumburukira, mumadota;
Shona 2009?
vachadana namanzwi avo pamusoro pako, vachachema kwazvo; vachikushira guruva pamisoro yavo; vachaumburukira, mumadota;
Shona SUB 2002 Bible
vachadana namazwi avo pamusoro pako, vachachema kwazvo; vachikushira guruva pamisoro yavo; vachaumburukira, mumadota;