Ezekiel 27:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakucema kwaʋo ʋacakuitira mariro, ʋacacema pamsoro pako, ʋaciti: Ndianiko wakatoŋgofanana neTire, wakaita saiye wakaparadzwa mukati meguŋgwa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pavanoungudza nokuchema pamusoro pako, vachaita mariro pamusoro pako vachiti, “Ndianiko akashaya rokureva seTire, rakakomberedzwa negungwa?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukuridza kwavo mhere kudaro vachaungudza pamusoro pako vachikuchema vachiti: ‘Ndiani chaizvo akamboitwa hweTire akaparadzwa seTire pakati paro gungwa kudaro?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakuchema kwavo vachakuitira mariro, vachachema pamisoro pako, vachiti, ‘Ndianiko wakatongofanana neTire, wakaita saiye wakaparadzwa mukati megungwa?
Shona 2009?
Pakuchema kwavo vachakuitira mariro, vachachema pamisoro pako, vachiti, `Ndianiko wakatongofanana neTire, wakaita saiye wakaparadzwa mukati megungwa?
Shona SUB 2002 Bible
Pakuchema kwavo vachakuitira mariro, vachachema pamisoro pako, vachiti, ‘Ndianiko wakatongofanana neTaya, wakaita saiye wakaparadzwa mukati megungwa?