Ezekiel 27:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Paŋguʋa yakaenda nhumbi dzako kumakuŋgwa, wakagutisa ʋanhu ʋazhinji; wakafumisa madzimambo enyika nefuma yako zhinji neɀawaiteŋgesa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakabuda vashambadziri vako vachienda kugungwa, wakagutisa ndudzi zhinji, nepfuma yako huru uye nenhumbi dzako, wakapfumisa madzimambo enyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvinhu zvawainge wagadzira pazvaitutunurwa zvichibva kumakungwa waigutsa marudzi mazhinji, noupfumi hwako hwakanyanya uye neshavo huru youpfumi wakapfumisa madzimambo apanyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Panguva yakaenda nhumbi dzako kumakungwa, wakagutisa vanhu vazhinji; wakafumisa madzimambo enyika nepfuma yako zhinji nezvawaitengesa.
Shona 2009?
Panguva yakaenda nhumbi dzako kumakungwa, wakagutisa vanhu vazhinji; wakafumisa madzimambo enyika nefuma yako zhinji nezvawaitengesa.
Shona SUB 2002 Bible
Panguva yakaenda nhumbi dzako kumakungwa, wakagutisa vanhu vazhinji; wakafumisa madzimambo enyika nepfuma yako zhinji nezvawaitengesa.