Ezekiel 27:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Paŋguʋa yawakaputswa namakuŋgwa mukati memvura zhinji yakadzika, nhumbi dzako naʋanhu ʋako ʋose ɀakawira pasi mukati mako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino wakaputsanyiwa negungwa mumvura zhinji yakadzika; nhumbi dzako navanhu vako vose zvakanyura pamwe chete newe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino waparadzwa iwe namakungwa muhwenje yemvura yegungwa; shavo yako youpfumi navashandi vako vose vomungarava vanyura pamwechete newe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Panguva yawakaputswa namakungwa mukati memvura zhinji yakadzika, nhumbi dzako navanhu vako vose zvakawira pasi mukati mako.
Shona 2009?
Panguva yawakaputswa namakungwa mukati memvura zhinji yakadzika, nhumbi dzako navanhu vako vose zvakawira pasi mukati mako.
Shona SUB 2002 Bible
Panguva yawakaputswa namakungwa mukati memvura zhinji yakadzika, nhumbi dzako navanhu vako vose zvakawira pasi mukati mako.