Ezekiel 27:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika yako iri mumŋoyo wamakuŋgwa; ʋaʋaki ʋako ʋakakwanisa kunaka kwako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Simba rako rakanga riri pamakungwa makuru; vavaki vako vakaita kuti runako rwako rusvike pakukwana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Miganhu yako iri pakatikati pegungwa vavaki vako vakaita kuti uve tsvarakadenga parunako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyika yako iri mumwoyo wamakungwa; vavaki vako vakakwanisa kunaka kwako.
Shona 2009?
Nyika yako iri mumoyo wamakungwa; vavaki vako vakakwanisa kunaka kwako.
Shona SUB 2002 Bible
Nyika yako iri mumwoyo wamakungwa; vavaki vako vakakwanisa kunaka kwako.