Ezekiel 27:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Matanda ako okukwaȿa nawo ʋakaaita nemiouki yeBashani; ʋakaita ɀigaro ɀako paɀikepe nenyaŋga dzenzou dzakaʋezerwa mumapuraŋga emipaini yakabva kuɀiwi ɀeKitimi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakaita matanda okukwasva nawo omuouki aibva kuBhashani; namapuranga omusipuresi aibva kuzviwi zveSaipurasi vakaita uriri hwako namapuranga, ane nyanga dzenzou mukati.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mioku yokuBhashani ndoyavakakugadzirira nayo zvokukwasvisa mutumbi wako wengarava vakauita nemipaini yokumahombekombe kweSaipurasi wakanamirirwa nomunyanga wenzou mukati.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Matanda ako okukwasva nawo vakaaita nemiouki yeBhashani; vakaita zvigaro zvako pazvikepe nenyanga dzenzou dzakavezerwa mumapuranga emipaini yakabva kuzvivi zveKitimi.
Shona 2009?
Matanda ako okukwasva nawo vakaaita nemiouki yeBhashani; vakaita zvigaro zvako pazvikepe nenyanga dzenzou dzakavezerwa mumapuranga emipaini yakabva kuzviwi zveKitimi
Shona SUB 2002 Bible
Matanda ako okukwasva nawo vakaaita nemioki yeBhashani; vakaita zvigaro zvako pazvikepe nenyanga dzenzou dzakavezerwa mumapuranga emipaini yakabva kuzvivi zveSaipurasi.