Ezekiel 28:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucafa norufu rwousina‐kudziŋgiswa namaʋoko aʋatorwa; nokuti ndini ndakataura iɀoɀo — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uchafa rufu rwomunhu asina kudzingiswa pamaoko avatorwa. Ndazvitaura, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uchafa rufu rwavasina kudzingiswa uchifira mumaoko mavatorwa nokuti ndini ndataura.” Ndizvo zvinotaura Tenzi Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uchafa norufu rwousina kudzingiswa namaoko avatorwa; nokuti ndini ndakataura izvozvo,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona 2009?
Uchafa norufu rwousina kudzingiswa namaoko avatorwa, nokuti ndini ndakataura izvozvo," ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Uchafa norufu rwousina kudzingiswa namaoko avatorwa; nokuti ndini ndakataura izvozvo,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.