Ezekiel 28:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaŋga uri paEdeni, mumunda waMŋari; wakaŋga wakafukidzwa namabge anokosha amarudzi ose, anoti, sardio netopasi nedaimani neberiri, neoniksi nejaspiri nesafiri nesmaragdino nekarbunkuri; ŋgoma dzako nenyere dzako dzakaŋga dzakaitwa nendarama mukati mako, ɀakagadzirwa nezuʋa rokusikwa kwako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wakanga uri muEdheni, bindu raMwari; wakashongedzwa namatombo ose anokosha anoti: rubhi, tapazi neemeraridhi, krisorite, onikisi, jasipa, safuri, turikoise nebheriri. Urongwa nezvitsigiro zvako zvakanga zvakagadzirwa negoridhe; zvakagadzirwa pazuva rokusikwa kwako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mawakanga ugere muEdheni, mumunda waMwari, ibwe rose rakakosha riri chishongo chako pachiti mabwe erubhi neekaneriani netopazi nejasipa needhaimhondi nebheriri neonikisi neesafaya neketekoizi neemeradhi; tumasefa twako twokugadzikira twakanga twakaitwa nendarama nezvimwe zvako zvawakaveza. Pazuva rawakasikwa zvakanga zvatogadzirirwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakanga uri paEdheni, mumunda waMwari; wakanga wakafukidzwa namabwe anokosha amarudzi ose, anoti, saridhio netopasi nedhaimani neberiri, neonikisi nejasipiri nesafiri nesimaragidhino nekaribhunikuri; ngoma dzako nenyere dzako dzakanga dzakaitwa nendarama mukati mako, zvakagadzirwa nezuva rokusikwa kwako.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible