Ezekiel 28:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaŋga wakakwana panzira dzako kubva pazuʋa rokusikwa kwako, kuȿikira kusarurama kwakawanikwa mukati mako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wakanga usina chaungapomerwa panzira dzako, kubva pazuva rawakasikwa kusvikira kuipa pakwazowanikwa mauri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Wakanga usina chinongo mukuita kwako kubvira panguva yawakasikwa kudzamarara pakuzowanikwa uipi mauri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakanga wakakwana panzira dzako kubva pazuva rokusikwa kwako, kusvikira kusarurama kwakawanikwa mukati mako.
Shona 2009?
Wakanga wakakwana panzira dzako kubva pazuva rokusikwa kwako, kusvikira kusarurama kwakawanikwa mukati mako.
Shona SUB 2002 Bible
Wakanga wakakwana panzira dzako kubva pazuva rokusikwa kwako, kusvikira kusarurama kwakawanikwa mukati mako.