Ezekiel 28:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
tarira, unokunda Danieri pakucenjera kwako, hakune‐cakaʋanzika causiŋgaziʋi iwe;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, iwe wakachenjera kukunda Dhanieri here? Ko, hauna chakavanzika chausingazivi here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ichokwadi kuti wakangwaraka iwe kupinda Dhanieri hakuna chakavandika kwauri,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
tarira, unokunda Dhanieri pakuchenjera kwako, hakuna chakavanzika chausingazivi iwe;
Shona 2009?
tarira, unokunda Dhanyeri pakuchenjera kwako, hakuna chakavanzika chausingazivi iwe;
Shona SUB 2002 Bible
tarira, unokunda Dhanieri pakuchenjera kwako, hakuna chakavanzika chausingazivi iwe;