Ezekiel 28:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
wakaɀiwanira fuma noʋucenjeri bgako ʋuye nokuziʋa kwako, ukaɀiwanira ndarama nesirveri muɀiʋigiro ɀefuma yako;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wakazviwanira pfuma nouchenjeri hwako nokunzwisisa kwako, uye wakazviunganidzira goridhe nesirivha muzvivigiro zvepfuma yako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
noungwaru hwako nokunzwisisa kwako wakazviwaniraka upfumi iwe ukazviunganidzira ndarama nesirivha munzvimbo dzako dzaunochengetera upfumi iwe;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
wakazviwanira pfuma nohuchenjeri hwako uye nokuziva kwako, ukazviwanira ndarama nesirivha muzvivigiro zvepfuma yako;
Shona 2009?
wakazviwanira fuma nohuchenjeri hwako uye nokuziva kwako, ukazviwanira ndarama nesirivha muzvivigiro zvefuma yako;
Shona SUB 2002 Bible
wakazviwanira pfuma nohuchenjeri hwako uye nokuziva kwako, ukazviwanira ndarama nesirivha muzvivigiro zvepfuma yako;