Ezekiel 28:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
wakawedzera fuma yako noʋucenjeri bgako ʋukuru ʋuye nokushambadzira kwako, mŋoyo wako ukaɀikudza nokuɗa kwefuma yako;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wakawanza pfuma yako nouchenjeri hwako hwokutengesa, uye nokuda kwepfuma yako mwoyo wako wakazvikudza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nouchenjeri hwako hwakadzama mumhindu dzokutengeserana ukawedzera upfumi hwako ukava nomwoyo wokuzvikudza mukupfuma kwako ikoko,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
wakawedzera pfuma yako nohuchenjeri hwako hukuru uye nokushambadzira kwako, mwoyo wako ukazvikudza nokuda kwepfuma yako;
Shona 2009?
wakawedzera fuma yako nohuchenjeri hwako hukuru uye nokushambadzira kwako, moyo wako ukazvikudza nokuda kwefuma yako;
Shona SUB 2002 Bible
wakawedzera pfuma yako nohuchenjeri hwako hukuru uye nokushambadzira kwako, mwoyo wako ukazvikudza nokuda kwepfuma yako;