Ezekiel 28:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naiɀoɀo tarira, ndinoʋuyisa ʋatorwa pamsoro pako, iʋo ʋanotyisa pakati pamarudzi ose; ʋacavomorera kunaka kwoʋucenjeri bgako minondo yaʋo, ʋacaȿiɓisa kubginya kwako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ndava kuzouyisa vatorwa kuti vazokurwisa, rudzi rwakaipisisa pakati pendudzi dzose, vachavhomora minondo yavo kuti varwise kunaka nokuchenjera kwako, vagosvibisa kupenya kwokubwinya kwako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
naizvozvo chirega uone, ndichakuunzira vatorwa pauri, vanhu vakaipa mwoyo pamarudzi ose. Vachaburitsira bakatwa ravo voparadza runako rwoungwaru hwako uye vagosvibisa iyo mbiri yako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naizvozvo tarira, ndinouyisa vatorwa pamusoro pako, ivo vanotyisa pakati pamarudzi ose; vachavhomorera kunaka kwohuchenjeri hwako minondo yavo, vachasvibisa kubwinya kwako.
Shona 2009?
naizvozvo tarira, ndinouyisa vatorwa pamusoro pako, ivo vanotyisa pakati pamarudzi ose; vachavhomorera kunaka kohuchenjeri hwako minondo yavo, vachasvibisa kubwinya kwako.
Shona SUB 2002 Bible
naizvozvo tarira, ndinouyisa vatorwa pamusoro pako, ivo vanotyisa pakati pamarudzi ose; vachavhomorera kunaka kwohuchenjeri hwako minondo yavo, vachasvibisa kubwinya kwako.