Ezekiel 28:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacakuɓurusira kugomba; ucafa norufu rwaʋanoʋurawa mumŋoyo wamakuŋgwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachakuburutsira kugomba, uye uchafa rufu runorwadza pakati pomwoyo wamakungwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vachakukanda mugomba, uchafa rufu rwokupondwa mukatikati memakungwa.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Vachakuburusira kugomba; uchafa norufu rwavanourawa mumwoyo wamakungwa.
Shona 2009?
"Vachakuburusira kugomba; uchafa norufu rwavanourawa mumoyo wamakungwa.
Shona SUB 2002 Bible
“Vachakuburusira kugomba; uchafa norufu rwavanourayiwa mumwoyo wamakungwa.